Vatongi 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo vaIsraeri vakabva panzvimbo iyo vakaenda kumusha kumarudzi avo nokudzimba dzavo, mumwe nomumwe kunhaka yake pachake.

Vatongi 21

Vatongi 21:17-25