Vatongi 21:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndizvo zvakaitwa navaBhenjamini. Vasikana vachiri kutamba, murume mumwe nomumwe akabata musikana ndokuenda naye kuti ave mukadzi wake. Ipapo vakadzokera kunhaka yavo uye vakavakazve maguta vakagara maari.

Vatongi 21

Vatongi 21:18-25