Vatongi 20:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume veIsraeri vakadzokera kuBhenjamini uye vakaparadza maguta ose nomunondo, kusanganisira mhuka nezvimwe zvose zvavakawana. Maguta ose avakaona vakaapisa.

Vatongi 20

Vatongi 20:40-48