Vatongi 20:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi varume mazana matanhatu vakatendeuka vakatizira murenje kuruware rweRimoni, kwavakandogara kwemwedzi mina.

Vatongi 20

Vatongi 20:37-48