Vatongi 20:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaBhenjamini vakaona kuti vakanga vakundwa. Zvino varume veIsraeri vakanga vachitiza pamberi pavaBhenjamini, nokuti vakanga vachisimba nokuvandira kwavakanga varonga pedyo neGibhea.

Vatongi 20

Vatongi 20:29-39