Vatongi 20:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akakunda Bhenjamini pamberi peIsraeri, uye pazuva iro vaIsraeri vakauraya vaBhenjamini, vose vakanga vakapakata minondo zviuru makumi maviri nezvishanu nezana rimwe chete.

Vatongi 20

Vatongi 20:26-42