Vatongi 20:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaIsraeri, vanhu vose vakakwira kuBheteri, uye ikoko vakandogara pasi vachichema pamberi paJehovha. Vakatsanya pazuva iro kusvikira madekwana uye vakapa kuna Jehovha zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana.

Vatongi 20

Vatongi 20:23-35