Vatongi 20:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva iyi, vaBhenjamini pavakabuda kubva muGibhea kuti vandovarwisa, vakauraya vamwezve zviuru gumi nezvisere zvavaIsraeri, vose vakanga vakapakata minondo.

Vatongi 20

Vatongi 20:16-32