Vatongi 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaIsraeri vose kubva kuDhani kusvikira kuBheerishebha uye nokubva munyika yeGireadhi vakabuda somunhu mumwe chete vakaungana pamberi paJehovha muMizipa.

Vatongi 20

Vatongi 20:1-6