Vatongi 19:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe nomumwe akazviona akati, “Chinhu chakadai hachina kutongoonekwa kana kuitwa, kubva pazuva rakabuda vaIsraeri muIjipiti. Fungai pamusoro pazvo! Zvicherechedzei! Tiudzei zvokuita!”

Vatongi 19

Vatongi 19:25-30