Vatongi 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tezvara vake, ivo baba vomusikana, vakamugombedzera kuti agare; saka akagara naye kwamazuva matatu, vachidya nokunwa uye achivatapo.

Vatongi 19

Vatongi 19:1-12