Vatongi 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

murume wake akaenda kwaari kundomunyengetedza kuti adzoke. Akanga ane muranda wake nembongoro mbiri. Akamupinza mumba mababa vake, uye baba vake vakati vamuona, vakamugamuchira nomufaro.

Vatongi 19

Vatongi 19:1-4