Vatongi 18:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakanga pasina munhu anovanunura nokuti vaigara kure neSidhoni uye vasina ushamwari naani zvake. Guta rakanga riri mumupata waiva pedyo neBheti Rehobhi.VaDhani vakavakazve guta vakagaramo.

Vatongi 18

Vatongi 18:26-31