Vatongi 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakatora zvakanga zvagadzirwa naMika, uye muprista wake, vakaenda kuRaishi, vakandorwa navanhu vakanga vasina chavanofungidzira vano rugare. Vakavauraya nomunondo vakavapisira maguta avo nomoto.

Vatongi 18

Vatongi 18:18-31