Vatongi 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaDhani vakapindura vakati, “Usaita nharo nesu, kuti varume vane hasha varege kukurwisa, uye iwe nemhuri yako mukazorasikirwa noupenyu hwenyu.”

Vatongi 18

Vatongi 18:19-26