Vatongi 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati, “Makatora vamwari vandakaita, uye muprista wangu mukaenda naye. Chii zvino chandasarirwa nacho? Mungabvunza seiko muchiti, ‘Wakaita seiko iwe?’ ”

Vatongi 18

Vatongi 18:14-31