Vatongi 17:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino murume uyu Mika, akanga ane imba yavamwari, uye akaita efodhi nezvimwe zvifananidzo uye akagadza mumwe wavanakomana vake kuti ave muprista wake.

Vatongi 17

Vatongi 17:1-12