Vatongi 17:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akadzosera sirivha kuna mai vake, uye mai vake vakatora mazana maviri amashekerib esirivha vakaapa kumupfuri wesirivha, akaita nawo mufananidzo wakavezwa nomufananidzo wakaumbwa. Uye zvakaiswa mumba maMika.

Vatongi 17

Vatongi 17:1-13