Vatongi 16:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanun'una vake nemhuri yose yababa vake vakaburuka, vakandomutora. Vakadzoka naye uye vakandomuviga pakati peZora neEshitori muhwiro raManoa baba vake. Akanga atungamirira Israeri kwamakore makumi maviri.

Vatongi 16

Vatongi 16:24-31