Vatongi 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veGaza vakaudzwa kuti, “Samusoni ari pano!” Saka vakakomba nzvimbo iyo vakamuvandira usiku pasuo reguta. Havana kumbosuduruka panguva yousiku vachiti, “Tichamuuraya panguva yamambakwedza.”

Vatongi 16

Vatongi 16:1-8