Vatongi 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva Samusoni akaenda kuGaza, kwaakandoona chifeve. Akapinda usiku kuti andovata naye.

Vatongi 16

Vatongi 16:1-4