Vatongi 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwaari, “Unoti ‘Ndinokuda’ sei iwe usingandiudzi zvakavanzika zvako? Aka kava ketatu uchingondiita benzi uye hauna kutongonditaurira chakavanzika chesimba rako guru.”

Vatongi 16

Vatongi 16:7-17