Vatongi 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akadzirovera pasi nembambo. Akadanidzira kwaari zvakare akati, “Samusoni, vaFiristia vasvika!” Akapepuka pahope dzake akavhomora mbambo nomucheka wakarukwa.

Vatongi 16

Vatongi 16:6-24