Vatongi 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dherira akatora mabote matsva akamusunga nawo. Ipapo, aiva navarume vakanga vakavanda mukamuri, uye akadanidzira kwaari achiti, “Samusoni, vaFiristia vasvika!” Asi akadambura mabote mumaoko ake kunge akanga ari shinda.

Vatongi 16

Vatongi 16:5-14