Vatongi 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Kana munhu akandisunga zvakasimba namabote matsva asati amboshandiswa, ndichava munhu asina simba somumwewo munhu zvake.”

Vatongi 16

Vatongi 16:6-19