Vatongi 15:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Ipapo Mwari akazarura mukaha muRehi, uye mvura ikabuda mauri. Samusoni akati anwa, simba rake rakadzoka maari uye akamutsiridzwazve. Saka tsime iro rakanzi Eni Hakore, uye richirimo muRehi.

20. Samusoni akatungamirira vaIsraeri kwamakore makumi maviri mumazuva avaFiristia.

Vatongi 15