Vatongi 15:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume zviuru zvitatu vaibva kuJudha vakaburuka kubako reEtami vakandoti kuna Samusoni, “Ko, haunzwi here kuti vaFiristia vanotitonga? Chiiko chawatiitira?” Akapindura akati, “Ndakangovaitira zvavakandiitira.”

Vatongi 15

Vatongi 15:9-16