Vatongi 15:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume veJudha vakavabvunza vakati, “Mauyireiko kuzorwa nesu?” Ivo vakati, “Tauya kuzotora Samusoni kuti ave musungwa, uye kuti tiite kwaari zvaakatiitira isu.”

Vatongi 15

Vatongi 15:8-14