Vatongi 13:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murazvo wakati uchikwira kubva paaritari wakananga kudenga, mutumwa waJehovha akakwira ari mumurazvo. Vakati vaona izvi, Manoa nomukadzi wake vakawira pasi nezviso zvavo.

Vatongi 13

Vatongi 13:16-21