Vatongi 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Manoa akatora kambudzana, pamwe chete nechipiriso chezviyo, akazvibayira kuna Jehovha paruware. Uye Jehovha akaita chinhu chinoshamisa, Manoa nomukadzi wake vakatarisa:

Vatongi 13

Vatongi 13:11-22