Vatongi 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Manoa akabvunza mutumwa waJehovha akati, “Zita renyu ndianiko, kuitira kuti tigokukudzai pachazadziswa shoko renyu?”

Vatongi 13

Vatongi 13:8-20