Vatongi 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waJehovha akapindura akati, “Kunyange dai mukandibata henyu, handingadyi chokudya chenyu chipi zvacho. Asi kana muchigadzira chipiriso chinopiswa, chipei kuna Jehovha.” (Manoa haana kuziva kuti akanga ari mutumwa Jehovha.)

Vatongi 13

Vatongi 13:10-22