Vatongi 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jefuta akapindura akati, “Ngatimboti madzokera neni kundorwa navaAmoni uye Jehovha akavapa kwandiri, ndichava mukuru wenyu zvechokwadi here?”

Vatongi 11

Vatongi 11:2-11