Vatongi 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru veGireadhi vakati kwaari, “Zvisinei hazvo, isu hedu tiri kudzokera kwamuri iye zvino; handei tose kundorwa navaAmoni, uye muchava mukuru wedu pamusoro pavose vagere muGireadhi.”

Vatongi 11

Vatongi 11:3-11