Vatongi 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatungamiri vavanhu veGireadhi vakati kuno mumwe nomumwe wavo, “Ani naani achatanga kundorwa navaAmoni ndiye achava mukuru wavose vanogara muGireadhi.”

Vatongi 10

Vatongi 10:16-18