Vatongi 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAmoni pavakadanwa kuhondo uye vakadzika musasa muGireadhi, vaIsraeri vakaungana vakadzika musasa paMizipa.

Vatongi 10

Vatongi 10:8-18