Vatongi 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Judha paakarwisa, Jehovha akaisa vaKenani navaPerizi mumaoko avo uye vakauraya varume zviuru gumi paBhezeki.

Vatongi 1

Vatongi 1:1-8