Vatongi 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume veJudha vakati kuvaSimeoni hama dzavo, “Ngatiendei tose kunyika yatakagoverwa, kuti tindorwa navaKenani. Nesuwo tichaenda nemi kumugove wenyu.” Saka vaSimeoni vakaenda navo.

Vatongi 1

Vatongi 1:1-13