Varoma 9:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. asi vaIsraeri vakatevera murayiro wokurarama, havana kukuwana.

32. Seiko zvisina kudaro? Nokuti havana kuutevera nokutenda asi sokunge namabasa avo. Vakagumburwa neibwe “rinogumbusa.”

33. Sezvazvakanyorwa zvichinzi:“Tarira, ndinoisa paZioni ibwe rinogumbusa kuvanhu,nedombo rinovapinganidza kuti vawe,uye uyo anotenda kwaari haanganyadziswi.”

Varoma 9