Varoma 8:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chimwe chinhuwo zvacho pazvisikwa zvose, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, rwuri muna Kristu Jesu Ishe wedu.

Varoma 8

Varoma 8:36-39