Varoma 8:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana madhimoni, kana zvazvino, kana zvichauya, kana masimba api zvawo,

Varoma 8

Varoma 8:37-39