Varoma 9:12-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. kwete nokuda kwamabasa asi nokuda kwake iye anodana, akaudzwa kuti, “Mukuru achava muranda womuduku.”

13. Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.”

14. Zvino tichatiiko? Mwari haaruramisiri here? Kwete napaduku!

15. Nokuti anoti kuna Mozisi:“Ndichanzwira ngoni wandichanzwira ngoni,uye ndichaitira tsitsi wandichaitira tsitsi.”

Varoma 9