Varoma 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vaya vanorarama namararamiro enyama, pfungwa dzavo dzinofunga zvinodiwa nenyama; asi vaya vanorarama namararamiro oMweya, pfungwa dzavo dzinofunga zvoMweya.

Varoma 8

Varoma 8:1-8