Varoma 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti kururama kunodiwa nomurayiro kuzadziswe matiri, isu tisingafambi maererano nenyama asi maererano noMweya.

Varoma 8

Varoma 8:1-14