Varoma 8:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vaya vaakatemera kare, ndivo vaakadanawo; vaya vaakadana, ndivo vaakashayirawo mhosva; vaya vaakashayira mhosva, ndivo vaakakudzawo.

Varoma 8

Varoma 8:24-32