Varoma 8:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti avo Mwari vaakaziva kare, ndivo vaakatemerawo kare, kuti vafanane nomufananidzo woMwanakomana wake, kuti agova dangwe pakati pehama dzake zhinji.

Varoma 8

Varoma 8:25-30