Varoma 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana Mweya waiye akamutsa Kristu kubva kuvakafa uchigara mamuri, iye akamutsa Kristu kubva kuvakafa achapawo upenyu kumiviri yenyu inofa kubudikidza noMweya wake unogara mamuri.

Varoma 8

Varoma 8:10-19