Varoma 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana Kristu ari mamuri, muviri wenyu wakafa nokuda kwechivi, asi Mweya wenyu mupenyu nokuda kwokururama.

Varoma 8

Varoma 8:5-14