Varoma 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kana takabatanidzwa naye zvakadai murufu rwake, zvirokwazvo tichabatanawo naye mukumuka kwake.

Varoma 6

Varoma 6:3-14