Varoma 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo takavigwa naye kubudikidza nokubhabhatidzwa murufu kuitira kuti, sokumutswa kwakaitwa Kristu kubva kuvakafa nokubwinya kwaBaba, nesuwo tirarame upenyu hutsva.

Varoma 6

Varoma 6:1-9